Ruka 23:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuru wezana, akati achiona zvakanga zvaitika, akarumbidza Mwari achiti, “Zvirokwazvo uyu anga ari munhu akarurama.”

Ruka 23

Ruka 23:46-49