Ruka 22:70-71 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

70. Vose vakabvunza vachiti, “Ko, zvino iwe ndiwe Mwanakomana waMwari here?”Iye akapindura akati, “Mareva zvakanaka, zvamati ndini iye.”

71. Ipapo vakati, “Tichadazve humwe uchapupu here? Tazvinzwa zvabva mumuromo make.”

Ruka 22