Vose vakabvunza vachiti, “Ko, zvino iwe ndiwe Mwanakomana waMwari here?”Iye akapindura akati, “Mareva zvakanaka, zvamati ndini iye.”