Ruka 20:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi varimi vakati vachimuona, vakataurirana pachavo vakati, ‘Uyu ndiye mudyi wenhaka. Ngatimuurayei nhaka igova yedu.’

Ruka 20

Ruka 20:6-23