Ruka 20:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo muridzi womunda wemizambiringa akati, ‘Ndichaita seiko? Ndichatuma mwanakomana wangu, iye wandinoda; zvimwe vachamuremekedza.’

Ruka 20

Ruka 20:9-23