Ruka 2:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakafamba kwezuva rose vachifunga kuti akanga ari pakati pavo. Ipapo vakatanga kumutsvaka pakati pehama neshamwari dzavo.

Ruka 2

Ruka 2:35-50