Ruka 2:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutambo wakati wapera, vabereki vake pavakanga vodzokera kumusha, mukomana Jesu akasara muJerusarema, asi ivo vakanga vasingazvizivi.

Ruka 2

Ruka 2:37-47