Ruka 2:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo akazova chirikadzi kusvikira ava namakore makumi masere namana. Haana kumbobva mutemberi asi akanamata usiku namasikati, achitsanya nokunyengetera.

Ruka 2

Ruka 2:28-39