Ruka 2:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwaivawo nomuprofitakadzi, Ana, mwanasikana waFanueri, worudzi rwaAsheri. Akanga akwegura kwazvo; akanga ambogara makore manomwe nomurume wake shure kwokuwanikwa kwake,

Ruka 2

Ruka 2:27-42