Ruka 2:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Simeoni akavaropafadza akati kuna Maria, mai vake, “Mwana uyu achaita kuti kuve nokuwa nokumutswa kwavazhinji muIsraeri, uye achava chiratidzo chicharambwa,

Ruka 2

Ruka 2:26-41