Ruka 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, haangati here, ‘Ndigadzirire chokudya changu, uzvigadzirire iwe ugondimirira pandinenge ndichidya nokunwa; shure kwaizvozvo iwe ungazodya hako nokunwa’?

Ruka 17

Ruka 17:3-12