Ruka 17:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ngatitii mumwe wenyu anga aine muranda anorima kana kuti anofudza makwai. Angati here kumuranda paanopinda achibva kumunda, ‘Uya pano iye zvino ugare pasi udye’?

Ruka 17

Ruka 17:1-11