Ruka 16:30-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) “Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahama, asi kana mumwe akabva kuna vakafa akaenda kwavari, vangatendeuka.’