Ruka 16:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahama, asi kana mumwe akabva kuna vakafa akaenda kwavari, vangatendeuka.’

Ruka 16

Ruka 16:21-31