Ruka 16:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mutariri akafunga nechomumwoyo make akati, ‘Zvino ndichaiteiko? Tenzi wangu ava kunditorera basa rangu. Handina simba rokurima, uye ndinonyara kupemha;

Ruka 16

Ruka 16:1-12