Ruka 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka iye akamudana uye akamubvunza achiti, ‘Zviiko izvi zvandiri kunzwa pamusoro pako? Zvidavirire pamusoro poutariri hwako, nokuti haungarambi uri mutariri.’

Ruka 16

Ruka 16:1-10