Ruka 15:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye paanenge aiwana, achadana shamwari dzake navavakidzani agoti kwavari, ‘Farai pamwe chete neni, ndawana mari yangu yakanga yarasika.’

Ruka 15

Ruka 15:1-13