Ruka 15:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndoupiko mukadzi ane mari yamasirivha anokwana gumi uye akarasikirwa neimwe chete angarega kubatidza mwenje, agotsvaira imba uye agotsvakisisa kusvikira aiwana here?

Ruka 15

Ruka 15:3-15