Ruka 15:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mazuva mashoma asati apera, mwanakomana muduku akaunganidza zvose zvaakanga anazvo, akasimuka akaenda kunyika iri kure akandoparadza pfuma yake ikoko namararamiro akaipa.

Ruka 15

Ruka 15:7-20