Ruka 15:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muduku wacho akati kuna baba vake, ‘Baba, ndipei mugove wenhaka yangu.’ Saka baba vakakamura pfuma yavo vakavagovanisa pakati pavo.

Ruka 15

Ruka 15:3-17