Ruka 13:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akati kumurume akanga achichengeta munda wemizambiringa, ‘Zvino ava makore matatu andanga ndichiuya kuzotsvaka muchero pamuonde uyu uye handisati ndambowana chinhu. Utemere pasi! Seiko uchishandisa ivhu pasina?’

Ruka 13

Ruka 13:6-9