Ruka 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akavaudza mufananidzo uyu akati, “Mumwe murume akanga ane muti wake womuonde wakanga wakasimwa mumunda wake wemizambiringa, akaenda achindotsvaka muchero kwauri, asi haana chaakawana pauri.

Ruka 13

Ruka 13:1-12