Ruka 13:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarira, imba yako yasiyiwa yava dongo. Ndinoti kwauri, hauchazondionizve kusvikira wati, ‘Akaropafadzwa iye anouya muzita raShe.’ ”

Ruka 13

Ruka 13:27-35