Ruka 13:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Iwe Jerusarema, Jerusarema, iwe unouraya vaprofita uye uchitaka namabwe avo vakatumwa kwauri, kazhinji sei kandaidisa kuunganidza vana vako pamwe chete, sehuku inounganidza hukwana dzayo pasi pamapapiro ayo, asi ukaramba!

Ruka 13

Ruka 13:29-35