Ruka 12:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tenzi womuranda uyo achauya pazuva raasingamutarisiri uye nenguva yaasingazivi. Achamubvamburabvambura, agomuisa panzvimbo yavasingatendi.

Ruka 12

Ruka 12:39-47