Ruka 12:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ngatimbotii muranda oti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu anonoka kuuya,’ ipapo obva atanga kurova varandarume navarandakadzi, agotanga kudya nokunwa uye agodhakwa.

Ruka 12

Ruka 12:40-55