Ruka 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokuudzai, kuti kunyange asingazomuki kuti amupe chingwa nokuda kwokuti ishamwari yake, asi nokuda kwokushinga kwomunhu uyu, achamuka agomupa zvose zvaanoda.

Ruka 11

Ruka 11:1-16