Ruka 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo uya ari mukati akati, ‘Rega kundinetsa. Mukova wangu watopfigwa, uye vana vangu neni tavata. Handikwanisi kumuka kuti ndikupe kana chinhu.’

Ruka 11

Ruka 11:3-14