Ruka 11:52-54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

52. “Mune nhamo imi, vadudziri vomurayiro, nokuti makabvisa kiyi yokuziva. Imi pachenyu hamuna kupinda, uye makadzivisa vaya vakanga vachipinda.”

53. Jesu akati abva ipapo, vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakatanga kumupikisa zvikuru nokumubvunza mibvunzo yakawanda,

54. vachimirira kuti vamubate pane zvaaizotaura.

Ruka 11