Ruka 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichakadaro, zviuru nezviuru zvakati zvaungana, zvokuti vakanga vava kutsikirirana, Jesu akatanga kutaura kuvadzidzi vake achiti, “Chenjererai mbiriso yavaFarisi, kunyengera.

Ruka 12

Ruka 12:1-4