Ruka 11:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kana ndichibudisa madhimoni naBheerizebhubhi, ko, vanakomana venyu vanoabudisa naani? Saka zvino, ivo vachava vatongi venyu.

Ruka 11

Ruka 11:9-24