Ruka 11:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana Satani achizvipesanisa, umambo hwake hungamira seiko? Ndinotaura izvi nokuti munonditi ndinobudisa madhimoni naBheerizebhubhi.

Ruka 11

Ruka 11:10-19