Ruka 11:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akanga achidzinga dhimoni raiva mbeveve. Dhimoni rakati rabva, munhu uya akanga ari mbeveve akataura, uye vazhinji vakashamiswa nazvo.

Ruka 11

Ruka 11:9-16