Ruka 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kana imi, kunyange makaipa zvenyu, muchiziva kupa zvipo zvakanaka kuvana venyu, Baba venyu vari kudenga vachapa zvikuru sei Mweya Mutsvene kuna vanomukumbira!”

Ruka 11

Ruka 11:9-16