Ruka 11:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mumwe musi Jesu akanga achinyengetera ari pane imwe nzvimbo. Akati apedza, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Ishe, tidzidzisei kunyengetera, saJohani akadzidzisa vadzidzi vake.”

2. Iye akati kwavari, “Kana muchinyengetera, muti:“ ‘Baba vedu vari kudenga,zita renyu ngarikudzwe noutsvene.Umambo hwenyu ngahuuye.Kuda kwenyu ngakuitwe panyika sezvinoitwa kudenga.

Ruka 11