Ruka 10:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fume mangwana akatora mari yesirivha akaipa kumuchengeti weimba yavaeni. Akati kwaari, ‘Muchengetei uye pandinodzoka, ndichakuripirai zvose zvamunenge mawedzera pane zvandakupai.’

Ruka 10

Ruka 10:29-42