Ruka 10:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenda paari akamusunga maronda ake, akaadira mafuta newaini. Ipapo akamutora akamukwidza pambongoro yake, akamuendesa kuimba yavaeni, akamuchengeta.

Ruka 10

Ruka 10:26-35