Ruka 1:66 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu wose akazvinzwa akashamiswa nazvo, vakati, “Mwana uyu achava akadiniko?” Nokuti ruoko rwaShe rwaiva naye.

Ruka 1

Ruka 1:64-75