Ruka 1:65 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vavakidzani vose vakazadzwa nokutya, nomunyika yose yezvikomo yeJudhea vanhu vakataura pamusoro pezvinhu izvi zvose.

Ruka 1

Ruka 1:62-68