Ruka 1:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati mumwoyo make, “Ishe andiitira izvi. Mumazuva ano akaratidza nyasha dzake uye akabvisa kunyadziswa kwangu pakati pavanhu.”

Ruka 1

Ruka 1:16-27