Ruka 1:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvo, mukadzi wake Erizabheti akava nemimba uye akaramba akazvivanza kwemwedzi mishanu.

Ruka 1

Ruka 1:15-25