Revhitiko 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akati, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha kuti muite kuti kubwinya kwaJehovha kugoratidzwa kwamuri.”

Revhitiko 9

Revhitiko 9:1-9