Revhitiko 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatora zvinhu zvakarayirwa naMozisi vakaenda nazvo mberi kweTende Rokusangana uye ungano yose ikauya ikamira pamberi paJehovha.

Revhitiko 9

Revhitiko 9:1-10