Revhitiko 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana kuti chipi zvacho chaakapupura nhema pamusoro pacho. Anofanira kudzorera zvakazara owedzera chikamu chimwe chete kubva muzvishanu pazviri agopa zvose kumuridzi pazuva raanouya nechipiriso chemhosva.

Revhitiko 6

Revhitiko 6:1-15