Revhitiko 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana akatadza kudaro akava nemhosva, anofanira kudzosa zvaakaba kana zvaakatora nokumanikidza, kana kuti zvaakachengeteswa kana kuti zvakarasika zvaakawana,

Revhitiko 6

Revhitiko 6:1-6