Revhitiko 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu akatadza uye akaita zvisingabvumirwi pamirayiro ipi zvayo yaJehovha, kunyange asingazvizivi, ane mhosva uye achava nemhaka.

Revhitiko 5

Revhitiko 5:10-19