Revhitiko 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kuripira zvaakatadza kuita maererano nezvinhu zvitsvene, agowedzera chikamu chimwe chete kubva muzvishanu agopa zvose kumuprista, achamuyananisira negondohwe sechipiriso chemhosva, uye acharegererwa.

Revhitiko 5

Revhitiko 5:14-19