Revhitiko 27:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Asi hakuna chinhu chomunhu chinopiwa kuna Jehovha, angava munhu kana mhuka kana munda wemhuri, chinogona kutengeswa kana kudzikinurwa; chinhu chose chinopiwa saizvozvo chinova chitsvene kwazvo kuna Jehovha.

Revhitiko 27

Revhitiko 27:26-30