Revhitiko 27:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana iri imwe yemhuka dzisina kuchena, anogona kuidzikinura nomutengo wayo wakatarwa, achipamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wayo. Kana isina kudzikinurwa, inofanira kutengeswa nomutengo wayo wakatarwa.

Revhitiko 27

Revhitiko 27:25-32