Revhitiko 25:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana kuchine makore akawanda asara, anofanira kuripira rudzikinuro rwake, chikamu chikuru chemari yaakaripirwa.

Revhitiko 25

Revhitiko 25:48-54